[Shona/Chishona] Ungada here rubatsiro pakubhadharira mabhiri ekushandisa kwaunoita simba remoto?
If you are having trouble paying your electricity and gas bills
Publisher
Australian Government
Date
Type
Kana uri kusangana nedambudziko pakubhadharira mabhiri ako emagetsi negasi:
- taura nevanokutengesera. Nhamba dzavo dzerunhare dziri papepa rebhiri rako
- kumbira rubatsiro kana uchitadza kubhadharira mabhiri ako nenguva
- kumbira kuti uitirwe hurongwa hwekubhadhara, kubhadhara mukati menhambo yenguva yakati rebei kana kuti kubhadhara padiki-padiki panguva
- ramba uchitevedzera urongwa uhwu kuti usazodzimirwa magetsi uye usazobhadhariswa mari ine mubereko kana kuti inowedzerwa kana mubhadharo wanonoka
- bvunza kana paine zvibvumirano zvekupa zvichemo kuhurumende kana kuti mari dzaunodzoserwa kuti ubatsirike uri pamba kana kuti kubasa.
Kuti uwane ruzivo ruzere panyaya yekuchengetedza simba remoto uye mari pamba enda pawebhusaiti inoti https://www.energy.gov.au/households/translations